Testo Kakuvhaira - Winky D
Testo della canzone Kakuvhaira (Winky D), tratta dall'album Best of Zimdancehall 2013, Vol. 3 (Punchline Entertainment Presents)
Kutso
Mharidzo yangu ine pundutso
Maninja
Anenzeve ngaanzwe
Anenzeve ngaanzwe
Asingazive ngaudzwe
Jahman!
Chawapa neruoko rworuboshwe
Ita rudyi rwusazive
Chinhu chakakosha pane zvese
Kubatsira vanhu vasingazive
Kwete kubatsira zvine kakuvhaira
Kakubatsira kenyu kane kakuvhaira
Hona hobho vanhu vaakuvhaira
Taiti vari kubatsira but vari kuvhaira
Kuti aburitse mari yemupiro anotarisa chechi yakazara here
Nhasi ndine waya panotoda kusimuka nhingi asi pandakagara here
Eh ndapfuura wainge une dhora
Rate wakaipasa one touch kunge bhora
Uri kuda kuratidza chechi kuti nhasi zvakadzora
Maitiro ako aya pachininja tinoashora
Chaputa 21 verse rekutanga kuna Ruka
Chirikadzi yakaratidza kutendeuka
Nezvishoma zvayakapa Tenzi vakaiyeuka
Iwe woda kuti vanhu venyama vazokuyeuka
Vamwe vanoti kana vakunobatsira nherera
Votengesa mumapepa kuti ndozovaverenga
Kuti vanzi nemunhu wenyama vakatendeka
Aiwa maninja kupenga
Chawapa neruoko rworuboshwe
Ita rudyi rwusazive
Chinhu chakakosha pane zvese
Kubatsira vanhu vasingazive
Kwete kubatsira zvine kakuvhaira
Kakubatsira kenyu kane kakuvhaira
Hona hobho vanhu vaakuvhaira
Taiti vari kubatsira but vari kuvhaira
Vazhinji vava kungobatsira zvine purofiti
Tikati nherera dzopfumisa vanhu munotii
MaSamaria akanaka achona aripi
Muri kupa zvinenge zvasara moti munetsitsi
Monzwa vamwe voti tiri kuitira charity
Kubatsira kwavo kunenge kupa chikwereti
Maninja vanhu vava kuda zvine mari stereki
Kubatsira kwechokwadi
Ko vasina vabereki vachadini
Haiwa ndinobvunza inini
Maninja zvichanaka rinhi
Regai ndikutipei imimi
Chawapa neruoko rworuboshwe
Ita rudyi rwusazive
Chinhu chakakosha pane zvese
Kubatsira vanhu vasingazive
Kwete kubatsira zvine kakuvhaira
Kakubatsira kenyu kane kakuvhaira
Hona hobho vanhu vaakuvhaira
Taiti vari kubatsira but vari kuvhaira
Kuti aburitse mari yemupiro anotarisa chechi yakazara here
Nhasi ndine waya panotoda kusimuka nhingi asi pandakagara here
Eh ndapfuura wainge une dhora
Rate wakaipasa one touch kunge bhora
Uri kuda kuratidza chechi kuti nhasi zvakadzora
Maitiro ako aya pachininja tinoashora
Chaputa 21 verse rekutanga kuna Ruka
Chirikadzi yakaratidza kutendeuka
Nezvishoma zvayakapa Tenzi vakaiyeuka
Iwe woda kuti vanhu venyama vazokuyeuka
Vamwe vanoti kana vakunobatsira nherera
Votengesa mumapepa kuti ndozovaverenga
Kuti vanzi nemunhu wenyama vakatendeka
Aiwa maninja kupenga
Chawapa neruoko rworuboshwe
Ita rudyi rwusazive
Chinhu chakakosha pane zvese
Kubatsira vanhu vasingazive
Kwete kubatsira zvine kakuvhaira
Kakubatsira kenyu kane kakuvhaira
Hona hobho vanhu vaakuvhaira
Taiti vari kubatsira but vari kuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Vakuvhaira
Credits
Writer(s): Winky D
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.