Testo Mabhanditi - Seh Calaz
Testo della canzone Mabhanditi (Seh Calaz), tratta dall'album Best of Zimdancehall 2013, Vol. 3 (Punchline Entertainment Presents)
Haazi mafunnies mhani
Well you know seh Mbare Mr Calaz seh
(I know, l know) check, check
Yoh big up Mhozi Mabhaibheri, Bla Manyada, John Cook
Mabhabha, Chipadze, Boss Prince Man, Dbango
Jathwell, Cobra, Tony Basic (l know, l know)
Plus Chidhumo naMasendeke
Hapana, haazi ma-funnies mhani
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Ve-pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Mati wani chisiyana nezheti
Inga wakura wani chiitawo mu-straight
Womboita zvekunamata wopfeka gemenzi
Mwari anokuvhenekera murima semwedzi
Mukuvandete, siya zviende
Aya ma-drugs achaita mupenge
Uya ugamuchire Mweya Mutsvene
Woimbira Mwari nyangwe une mavende
Kagora remember ndakambokudzora
Mazuva ayaka uchangobva kubomba
Ukati, "Handichaba." ndikati, "Bhoo mukoma."
Ndakazoshamisika Tahweza okuponda
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Ve-pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Ghetto Soldier vakambobira kuSoweto
Zvinoratidza kuti hazvina kufamba bho
Vakadzoka vari kushandira kuSiyaso
Nevamwe vakarizaina saRichie na Sunboy
Ukamuyezi akunamata
Asi chikafu chehuku vari kusanganisa
NaHwezhasi pamusha vanokubhabhatidza
Hameno madhiri avo zvakangofanana
Sekuru Gandanga vakabva vangozvimisa
VekwaSiyasuku vari kuzvishandira
NaMabhunu asi handinyatsomunzwisisa
Handizii madhiri ka aari kutsikisa
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Ve-pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh,ndimbochuna mabhanditi
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh,ndimbochuna mabhanditi
Chibvundabvunda ave kunzi Mr Green
Kanoti kanofemerwa panenge paita magic
Kanoba nema next door wake kana mu twin
Mavaziya tsano Nomati naNorman
Musakangamweka Mako's family
Mavazivaka, shoko raDhanyeri
Shoko akamboenda kunoona mukoma Gaza kujere
Mahwanika anotanga paanodzoka kujere
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Ve-pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa munorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Ndipeiwo nguva yekuchuna mabhanditi
Pickpocket kana ve-shoplifting
Hazvina basa unorova ripi zheti
Oh, ndimbochuna mabhanditi
Haazi mafunnies mhani
Credits
Writer(s): Seh Calaz
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.