Testo Sekai - Winky D
Testo della canzone Sekai (Winky D), tratta dall'album Njema
Vana Sekai, kai, kai, sekai (imi vana Sekai)
Vana Sekai, kai
Muri sei vana Sekai?
Haiwa kuno kuri nani?
Patinoshanda zviite nani
Munozvitora fanike funny, haiwa, iwa, iwa
Vanorova chikwee vachiti ini handinzwe
Ndinongokwata Ishe, wenyama handitye
Ndoita zvine chinangwa, hezvo ndini ndonangwa
Hupenyu hwatinorarama itsoro yezvishandwa
Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana
Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana
Sekai, sekai, haa ini handingumbuke
Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Vamwe kuseka zvekuti ndiore moyo ndisamhanye nechinagwa changu
But handinete ndosimba ndichienda handibvise maziso pachikwama changu
Ndiri pakuita zvine shanduko muhupenyu handicheuke munhu mupenyu
Jusa chese chandabata havamire kutaura ndinoti ndezvenyu
Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana
Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana
Sekai, sekai, haa ini handingumbuke
Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Chenjera vachakusekera uchiisa hupenyu mudondo
Pane vachakubvisa murunyararo vonokuisa muhondo
Ini ishuwiro yangu yekubata rakachena zvimwe bodo
Chiseko chanhasi chine humambo ramangwana tinosanga ikoko
Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana
Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana
Sekai, sekai, haa ini handingumbuke
Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Vanorova chikwee vachiti ini handinzwe
Ndinongokwata Ishe, wenyama handitye
Ndoita zvine chinangwa, hezvo ndini ndonangwa
Hupenyu hwatorarama itsoro yezvishandwa
Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana
Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana
Sekai, sekai, haa ini handingumbuke
Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Zviri nani ndisekwe, ndichironga ramangwana
Zviri nani ndisekwe, ndichiumba ramangwana
Sekai, sekai, haa ini handingumbuke
Sekai, sekai, haa ini handivhunduke
Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko, Tawanda Sibotshiwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.