Testo Ngoma Futi - Winky D
Testo della canzone Ngoma Futi (Winky D), tratta dall'album Gafa Life Kickstape
Gafa kusvika ndafa
(Mount Zion Music)
(Legendary Musiq)
Ngoma futi (Igwe)
Ngo-ngoma futi
Ngoma futi
Da-da-da-Dancehall Igwe
Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
Dhanzi ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
Menge makurarisa dhanzi
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Hapachada ngoma duty
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Ndavakutora mboma muboot
Menge mochema dhanzi renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dhanzi
Uye futi ani nani asingapinde mudhanzi haambobiggwa nemafans

Saka ndakubigga vese vari kukavira ngoma mberi ngoma dziende kuseri (ngoma futi)
Jeeperz zvenhando usateerere bika zvemhando vaterere (ngoma futi)
Kana mabika imi, ngoma ndorova
Dzikazvimba ndipe mvura shoma ndotova
Ndoda kudzirova necheapapa pa-pa-pakati pemusoro kunge nhova
Ndobva ndadzidzorera padzaimbova
Inzwaka mudhanzi mese yangova; 'Biggie, Biggie, Biggie!'
Kumu-disser hazviseenze hazvina basa kunge rovha
Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
Dhanzi ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
Menge makurarisa dhanzi
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Hapachada ngoma duty
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Ndavakutora mboma muboot
Menge mochema dhanzi renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dhanzi
Uye futi ani nani asingapinde mudhanzi haambobiggwa nemafans
Menge makurarisa dhanzi
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Hapachada ngoma duty
Ndakurova ngoma futi (ngoma)
Ngoma futi (ngoma)
Ndavakutora mboma muboot
Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.