Testo Maungira - TeeOG
Testo della canzone Maungira (TeeOG), tratta dall'album Meditation & Melodies
Kakawanda kangu ndechikufunga
Hameno iwewe unombondifungwa here
Kakawanda kacho ndinombozvituka
Kuti pamwe dai ndakadai pamwe ndinewe
Pamwe ndineweeeee everydayyyyy
Kakawanda kacho ndinombokufunga mupfungwa
Ndinombonzwa maungira
Ndombofunga musi wawakandisiya
Chokwadi wakandipedza
Ende kandipedza ende wakandipedza mudiwa
Zverudo handichambozviedza ndakatozvitadza
Kubva pawaenda mudiwa
Really thought we were meant to be
But meant to be kinda sounds funny now
So all that time you were playing with me
I was playing with you Saka tongoti maflawu
So me nah know
Me miss when you would buss up di ting fo
Anything where you want you would've got from
But l guess alla dat alla dat
Wasn't enough to keep you
Ndinombonzwa maungira
Ndombofunga musi wawakandisiya
Chokwadi wakandipedza
Ende kandipedza ende wakandipedza mudiwa
Zverudo handichambozviedza ndakatozvitadza
Kubva pawaenda mudiwa
Credits
Writer(s):
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.