Testo Karma - Winky D
Testo della canzone Karma (Winky D), tratta dall'album Gafa Futi
Nhamo une chitema ndakakutsvakira diprosone
Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
Gafa
Pawaitiwana hauchatiwana ikoko (-wana ikoko)
Hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndavacovered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars?
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz
Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadoubler
Waindiswedza nenzara seGafa ndaikudhabhura
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti Haburacadabra
Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura
Pataikukwata tichikutiza takapfuura
Tasimudza musoro zvino tokukwatura
Pawaitiwana hauchatiwana ikoko (-wana ikoko)
Hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndavacovered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars?
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz
Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka
(Hahaha, hahaha, hahaha)
MaGreen nemaBond tiri kungochapura
(Hahaha, hahaha, hahaha)
Hona zvakuita chiGafa icho
Vamwe vakuti zvoni dai chafa icho
Vari kurwadziwa havasati vati, nhasi tinovapa macaffenol
Keta chiGafa pattern, kana ndohle mari ava maone-one
Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJanJam
Pawaitiwana hauchatiwana ikoko (-wana ikoko)
Hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndavacovered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars?
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz
Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadoubler
Waindiswedza nenzara seGafa ndaikudhabhura
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti 'Haburacadabra'
Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura
Pataikukwata tichikutiza takapfuura
Tasimudza musoro zvino tokukwatura
Pawaitiwana hauchatiwana ikoko (-wana ikoko)
Hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndavacovered
Saka karma, karma
Uchapapoya sei pane madollars?
Karma, karma
Itoita soft kunge drink dopaz
Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Disclaimer:
i testi sono forniti da Musixmatch.
Per richieste di variazioni o rimozioni è possibile contattare
direttamente Musixmatch nel caso tu sia
un artista o
un publisher.